Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 11:29-30

Genesisi 11:29-30 BDSC

vose vari vaviri Abhurama naNahori vakawana. Zita romukadzi waAbhurama rainzi Sarai, uye zita romukadzi waNahori rainzi Mirika; akanga ari mwanasikana waHarani, baba vaMirika naIsika. Zvino Sarai akanga asingabereki; akanga asina vana.