Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 1:18-19

Genesisi 1:18-19 BDSC

kuti zvibate ushe masikati nousiku, uye kuti zviparadzanise chiedza kubva parima. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechina.