Kutenda uku kusati kwasvika, takanga tiri vasungwa vomurayiro, takapfigirwa kusvikira kutenda kuchizoratidzwa. Saka murayiro wakaiswa kuti utitungamirire kuna Kristu kuitira kuti tigoruramisirwa nokutenda. Zvino kutenda zvakwasvika, hatichisiri pasi pomurayiro.
Verenga chikamu VaGaratia 3
Terera ku VaGaratia 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaGaratia 3:23-25
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo