Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 34:11-12

Ezekieri 34:11-12 BDSC

“ ‘Nokuti zvanzi naIshe Jehovha: Ini pachangu ndichazvitsvakira makwai angu ndigoafudza. Somufudzi anofudza makwai ake akapararira paanenge anawo, saizvozvo neni ndichafudza makwai angu. Ndichaarwira kubva panzvimbo dzose dzaanga akapararira pazuva ramakore nerima.