Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 16:59-60

Ezekieri 16:59-60 BDSC

“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichakuitira zvakakufanira, nokuti wakazvidza mhiko dzangu nokuputsa sungano yangu. Asi hazvo ndicharangarira sungano yandakaita newe pamazuva ouduku hwako, ndigosimbisa sungano isingaperi newe.