Mozisi naAroni vakaunganidza vakuru vose vavana vaIsraeri, uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu, vakatenda. Uye pavakanzwa kuti Jehovha akanga ane hanya navo, uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo, vakakotama pasi vakanamata.
Verenga chikamu Ekisodho 4
Terera ku Ekisodho 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ekisodho 4:29-31
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo