Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 34:29

Ekisodho 34:29 BDSC

Mozisi akati aburuka muGomo reSinai aine mahwendefa maviri eChipupuriro mumaoko ake, akanga asingazivi kuti chiso chake chaibwinya nokuti akanga ataura naJehovha.