Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 3:7

Ekisodho 3:7 BDSC

Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndaona kutambudzika kwavanhu vangu muIjipiti. Ndanzwa kuchema kwavo nokuda kwavatariri vavo vamabasa, uye ndinoziva kutambudzika kwavo.