Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 3:10-11

Ekisodho 3:10-11 BDSC

Saka chienda, zvino, ndiri kukutuma kuna Faro kuti undobudisa vanhu vangu vaIsraeri kubva muIjipiti.” Asi Mozisi akati kuna Mwari, “Ndini aniko ini kuti ndiende kuna Faro kuti ndinobudisa vaIsraeri kubva muIjipiti?”