Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 20:12-17

Ekisodho 20:12-17 BDSC

Kudza baba vako namai vako, kuti ugorarama mazuva mazhinji munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako. Usauraya. Usaita upombwe. Usaba. Usapupurira muvakidzani wako nhema. Usachiva imba yomuvakidzani wako. Usachiva mukadzi womuvakidzani wako, kana murandarume wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chinhu chipi zvacho chomuvakidzani wako.”