Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 19:7-8

Ekisodho 19:7-8 BDSC

Saka Mozisi akadzokera akadana vakuru vavanhu akaisa pamberi pavo mashoko ose aakanga arayirwa naJehovha kuti ataure. Vanhu vose vakapindura pamwe chete vachiti, “Tichaita zvose zvakarehwa naJehovha.” Saka Mozisi akadzosera mhinduro yavo kuna Jehovha.