Mozisi akavaka aritari akaitumidza kuti “Jehovha ndiye Mureza wangu.” Akati, “Nokuti maoko akasimudzirwa kumusoro kuchigaro choushe chaJehovha. Jehovha acharwa neAmareki kubva kune chimwe chizvarwa kusvikira kune nechimwe chizvarwa.”
Verenga chikamu Ekisodho 17
Terera ku Ekisodho 17
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ekisodho 17:15-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo