Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 6:5-6

VaEfeso 6:5-6 BDSC

Varanda, teererai vatenzi venyu vapanyika noruremekedzo uye nokutya, uye nomwoyo wakatendeka, sokuteerera kwamunoita Kristu. Musangovateerera kuti vakufarirei pavanenge vachikuonai chete, asi savaranda vaKristu, vanoita kuda kwaMwari zvichibva pamwoyo yavo.