Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 5:15-17

VaEfeso 5:15-17 BDSC

Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera, muchishandisa mikana yose, nokuti mazuva akaipa. Naizvozvo musava mapenzi, asi munzwisise kuti kuda kwaShe ndokupi.