Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 5:14-16

VaEfeso 5:14-16 BDSC

nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi: “Muka, iwe muvati, muka kubva kuvakafa, Kristu achavhenekera pauri.” Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera, muchishandisa mikana yose, nokuti mazuva akaipa.