Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 3:19-20

VaEfeso 3:19-20 BDSC

uye muzive rudo urwu runopfuura ruzivo, kuti muzadzwe kusvikira pachiyero chokuzara kwose kwaMwari. Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu