Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 1:16-18

VaEfeso 1:16-18 BDSC

handina kurega kuvonga nokuda kwenyu, ndichikurangarirai muminyengetero yangu. Ndinoramba ndichikumbira kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mweya wouchenjeri nokuzarurirwa, kuitira kuti mumuzive zviri nani. Ndinonyengeterawo kuti meso emwoyo wenyu avhenekerwe kuitira kuti mugoziva pfuma yenhaka yake yokubwinya muvatsvene