Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 7:9-10

Muparidzi 7:9-10 BDSC

Usakurumidza kutsamwa pamweya wako nokuti kutsamwa kunogara muchipfuva chamapenzi. Usati, “Sei mazuva akare ari nani kupfuura azvino?” Nokuti hazvina kuchenjera kubvunza mibvunzo yakadaro.