Zita rakanaka rinopfuura mafuta anonhuhwira zvakanaka kwazvo, uye zuva rokufa rinopfuura zuva rokuzvarwa. Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pano kuenda kuimba yamabiko, nokuti rufu ndiwo mugumo womunhu wose; vapenyu ngavazviise izvi pamwoyo. Kusuwa kunopfuura kuseka, nokuti chiso chinopunyaira chakanakira mwoyo.
Verenga chikamu Muparidzi 7
Terera ku Muparidzi 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Muparidzi 7:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo