Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 6:3

Muparidzi 6:3 BDSC

Munhu angava navana zana agorarama makore akawanda, asi hazvinei kuti ararama nguva yakareba sei, kana akasafara nezvaanowana uyezve akasavigwa zvakanaka, ndinoti mwana aberekwa ari gavamwedzi ari nani pana iye.