Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 5:13-14

Muparidzi 5:13-14 BDSC

Ndakaona chinhu chakaipisisa pasi pezuva: pfuma inounganidzwa nomwene wayo, ichimuonesa nhamo, kana pfuma inorasika nokuda kwechinhu chakaipa chinomuwira, kuti kana abereka mwana mukomana anoshaya chaanomusiyira.