Muparidzi 4:13
Muparidzi 4:13 BDSC
Jaya murombo asi rakachenjera riri nani kupfuura mambo mutana ari benzi, asisazivi kuteerera kana achipiwa yambiro.