Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 3:12-13

Muparidzi 3:12-13 BDSC

Ndinoziva kuti hakuna chinhu chakanakira munhu kupfuura kuti afare uye kuti aite zvakanaka achiri mupenyu. Kuti munhu wose adye uye anwe uye azviwanire kugutsikana kubva pakushanda kwake kwose, ichi ndicho chipo chaMwari.