Muparidzi 3:1-4
Muparidzi 3:1-4 BDSC
Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye basa rimwe nerimwe rine nguva yaro pasi pedenga: nguva yokuberekwa nenguva yokufa, nguva yokusima nenguva yokudzura; nguva yokuuraya nenguva yokuporesa, nguva yokuputsa nenguva yokuvaka; nguva yokuchema nenguva yokuseka, nguva yokuungudza nenguva yokudzana


