Chiedza chakanaka, uye zvinofadza meso kuona zuva. Kunyange zvazvo munhu akararama makore mazhinji, ngaafadzwe nawo ose. Asi ngaarangarire mazuva erima, nokuti achava mazhinji. Zvose zvichazouya hazvina maturo.
Verenga chikamu Muparidzi 11
Terera ku Muparidzi 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Muparidzi 11:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo