Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 10:19-20

Muparidzi 10:19-20 BDSC

Mabiko anoitirwa kuseka, uye waini inofadza upenyu, asi mari imhinduro kune zvose. Usatuka mambo kunyange mupfungwa dzako, kana kutuka mupfumi paimba yako yokuvata, nokuti shiri yedenga ingangotakura mashoko ako, uye china mapapiro chingangozivisa zvawataura.