Une nhamo iwe nyika ina mambo aiva muranda uye ina machinda anoita mabiko mangwanani. Wakaropafadzwa iwe nyika ina mambo akaberekwa mukukudzwa uye ina machinda anodya panguva yakafanira, kuti vasimbiswe kwete kuti vadhakwe. Kana munhu ari simbe, denga remba rinosakara; kana achigarira maoko, imba inobvinza.
Verenga chikamu Muparidzi 10
Terera ku Muparidzi 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Muparidzi 10:16-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo