Mashoko anobva mumuromo momunhu akachenjera ane unyoro, asi benzi rinomedzwa nomuromo waro. Kutanga kwamashoko ake upenzi; nokuguma kwokutaura kwake mupengo wakashata. Uye benzi rinowanza mashoko. Hapana munhu anoziva zvichauya, ndiani angamuudza zvichaitika shure kwake? Basa rebenzi rinomunetesa; haazivi nzira inoenda kuguta.
Verenga chikamu Muparidzi 10
Terera ku Muparidzi 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Muparidzi 10:12-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo