Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 1:1-3

Muparidzi 1:1-3 BDSC

Mashoko oMuparidzi, mwanakomana waDhavhidhi, mambo muJerusarema: Zvanzi noMuparidzi, “Hazvina maturo! Hazvina maturo! Hazvina maturo chose! Zvose hazvina maturo.” Munhu achawaneiko kubva pakushanda kwake kwose kwaanoita nesimba pasi pezuva?