Dhanieri 8:19-21
Dhanieri 8:19-21 BDSC
Akati, “Ndichakuzivisa zvichaitika pakupedzisira munguva yehasha, nokuti chiratidzo ndechenguva yakatarwa yokupedzisira. Gondobwe rine nyanga rawakaona rinomirira madzimambo eMedhia nePezhia. Nhongo ine mvere dzakamvirimvinyika ndiyo mambo weGirisi, uye runyanga rukuru rwuri pakati pameso ndirwo mambo wokutanga.

