Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 10:2-3

Dhanieri 10:2-3 BDSC

Panguva iyo, ini, Dhanieri ndakachema kwevhiki nhatu. Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.