Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 1:8-9

Dhanieri 1:8-9 BDSC

Asi Dhanieri akazvisunga mumwoyo make kuti arege kuzvisvibisa nezvokudya zvamambo newaini yake, uye akakumbira mukuru wamachinda mvumo yokuti arege kuzvisvibisa nenzira iyi. Zvino Mwari akanga aita kuti muchinda aitire Dhanieri nyasha nengoni