Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaKorose 1:28-29

VaKorose 1:28-29 BDSC

Tinomuparidza, tichirayira uye tichidzidzisa munhu wose nouchenjeri hwose, kuitira kuti tisvitse munhu wose akakwana muna Kristu. Nokuda kwaizvozvi, ndinoshanda nesimba, ndichirwisa nesimba rake rose, rinoshanda zvikuru mandiri.