Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaKorose 1:12-14

VaKorose 1:12-14 BDSC

muchivonga ivo Baba, vakaita kuti mukodzere kugovana nhaka yavatsvene muumambo hwechiedza. Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda, watine dzikinuro maari, iko kuregererwa kwezvivi.