Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 5:30-31

Mabasa 5:30-31 BDSC

Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu kubva kuvakafa uyo wamakaita kuti aurayiwe nokumuturika pamuti. Mwari akamusimudzira kuruoko rwake rworudyi soMuchinda noMuponesi kuti ape kutendeuka nokuregererwa kwezvivi kuvaIsraeri.