Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 20:36-38

Mabasa 20:36-38 BDSC

Akati ataura izvi, akapfugama pamwe chete navo vose uye vakanyengetera. Vose vakachema pavakamumbundikira uye vakamutsvoda. Zvakanyanya kuvarwadza mashoko aakataura achiti havaizoona chiso chakezve. Ipapo vakamuperekedza kuchikepe.