Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 20:20-21

Mabasa 20:20-21 BDSC

Munozviziva kuti handina kuzeza kuparidza kana chinhu chaizokubatsirai imi, asi ndakakudzidzisai pachena uye muimba neimba. Ndakapupura kuna vose vaJudha navaGiriki kuti vanofanira kudzokera kuna Mwari vagotendeuka uye vagotenda kuna Ishe Jesu.