Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 18:27

Mabasa 18:27 BDSC

Aporosi akati oda kuenda kuAkaya, hama dzakamukurudzira ndokumunyorera tsamba yokuti vadzidzi vaikoko vamugamuchire. Paakasvika akabatsira kwazvo avo vakanga vatenda nenyasha.