Shure kwaizvozvo, Pauro akabva paAtene akaenda kuKorinde. Ikoko akandosangana nomuJudha ainzi Akwira chizvarwa chePondasi, akanga achangobva kuItari nomukadzi wake Pirisira, nokuti Kiraudhiyo akanga arayira kuti vaJudha vose vabve muRoma. Pauro akaenda kundomuona, uye sezvo akanga ari mugadziri wamatende saivo, akagara navo achishanda pamwe chete navo.
Verenga chikamu Mabasa 18
Terera ku Mabasa 18
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa 18:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo