Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 15:37-39

Mabasa 15:37-39 BDSC

Bhanabhasi akanga achida kutora Johani, ainziwo Mako, kuti vaende pamwe chete naye, asi Pauro haana kuona zvakanaka kuti vaende naye, nokuti akanga ambovasiya paPamufiria uye haana kuramba ainavo pabasa. Vakava nokupesana kukuru zvokuti vakaparadzana. Bhanabhasi akatora Mako akakwira chikepe vakaenda kuSaipurasi