Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 14:21-25

Mabasa 14:21-25 BDSC

Vakaparidza mashoko akanaka muguta iroro vakawana vadzidzi vazhinji kwazvo. Ipapo vakadzokera kuRistira, Ikoniamu nokuAndioki, vachisimbisa vadzidzi nokuvakurudzira kuti varambe vari pakutenda. Vakati, “Tinofanira kutambudzika kuti tipinde muumambo hwaMwari.” Pauro naBhanabhasi vakagadza vatungamiri mukereke imwe neimwe uye nokunyengetera nokutsanya, vakavakumikidza kuna She, uyo wavaivimba naye. Shure kwokupinda kwavo nomuPisidhia, vakasvika muPamufiria, uye vakati vaparidza shoko muPega, vakadzika vakaenda kuAtaria.