Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 12:22-23

Mabasa 12:22-23 BDSC

Vakadanidzira vachiti, “Iri inzwi ramwari, kwete romunhu.” Pakarepo, nokuti Herodhi haana kurumbidza Mwari, mutumwa waShe akamurova, akadyiwa nehonye uye akafa.