Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 10:25-26

Mabasa 10:25-26 BDSC

Petro akati apinda mumba, Koniriasi akamugamuchira uye akawira patsoka dzake achimuremekedza. Asi Petro akaita kuti asimuke akati, “Simuka, ndinongova munhuwo zvangu.”