Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 1:6-7

Mabasa 1:6-7 BDSC

Saka, vakati vaungana pamwe chete, vakamubvunza vakati, “Ishe, mava kuzodzosera ushe kuvaIsraeri panguva ino here?” Akati kwavari, “Hazvisi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo.