Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 1:15-17

Mabasa 1:15-17 BDSC

Mumazuva iwayo, Petro akasimuka pakati pavatendi (ungano yaida kusvika zana namakumi maviri) akati, “Hama, Rugwaro rwaifanira kuzadziswa rwakataurwa noMweya Mutsvene nomuromo waDhavhidhi pamusoro paJudhasi, uyo akabatsira kutungamirira vaya vakasunga Jesu, akanga ari mumwe wedu uye akanga ano mugove muushumiri uhu.”