Ita napaunogona napo pose kuti ukurumidze kuuya kwandiri, nokuti Dhemasi akada nyika yazvino, akandisiya akaenda kuTesaronika. Kiresenzi akaenda kuGaratia, uye Tito akaenda kuDharimatia. Ruka oga ndiye aneni. Tora Mako uuye naye, nokuti anondibatsira kwazvo paushumiri hwangu.
Verenga chikamu 2 Timoti 4
Terera ku 2 Timoti 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Timoti 4:9-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo