Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaTesaronika 1:3

2 VaTesaronika 1:3 BDSC

Tinofanira kuramba tichivonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu, hama, uye zvakanaka izvozvo, nokuti kutenda kwenyu kuri kukura zvakanyanya, uye rudo rwamunarwo kuno mumwe nomumwe wenyu rwuri kukura.