Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 7:12-13

2 Samueri 7:12-13 BDSC

Zvino kana mazuva ako akwana uye wazorora namadzibaba ako, ndichamutsa mwana wako kuti atore ushe hwako, achabuda mauri, uye ndichasimbisa ushe hwake. Iye ndiye achavakira Zita rangu imba, uye ndichasimbisa chigaro choushe hwake nokusingaperi.