Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 22:7

2 Samueri 22:7 BDSC

Mukutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha; ndakadanidzira kuna Mwari wangu. Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake; kuchema kwangu kwakasvika munzeve dzake.