Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 7:9

2 Madzimambo 7:9 BDSC

Ipapo vakataurirana vakati, “Hatisi kuita chinhu chakanaka. Rino izuva ramashoko akanaka asi isu takangonyarara hedu. Kana tikamira kusvika kwaedza, ticharangwa. Handei izvozvi tinozivisa zvinhu izvi kumuzinda wamambo.”